Would You Still Love Me Chapter 9
Chapter Nine
Rufaro
"Hesi."
"Murisei"
"Haa bho mafungepiko apa?"
"Kumusha.."
"Hooo kuma holiday."
"No kunoona vana "
"Asi makaroorwa?"
"Kkkk nop but I've kids.."
"I get you but hazvioneke munoita kunge musikana."
"Lol hoo."
"Yeah so what's your first name?"
"Rufaro Sithole....kkk but I prefer kunzi mai 2 or Lee"
"Okay kkk ndonzi Nigel."
"Nice then."
Aiva mukomana wandainge ndakagara naye muCombi..Ndaimuona hangu ziso rake kuti aindichiva ndakati ndimuudze chokwadi...
"Ko baba vana2 varipi?"
"Takarambana."
"Saka ndogona hangu kungonzi ba2."
"Haa kana patori nevamwe vakamirira kuita takeover.."
"I guess I'm late but ndogona kungoenda hangu pa queue... Honestly u don't luk like munhu akamboita mwana maybe uri kundinyepera."
"Why would i lie nhai?"
"Kungonyepa hakozve.."
"Haa handidaro."
Hakuna kumbondiitira kure mufunge tichingotaura nyaya zvekuti pandakaburuka pamashops ndaka toshamisika kuti ndasvika...I was expecting to see mama vakandimirira because I had a lot of things to carry...Hembe dzevana nema groceries ndakabva ndavaphonera
"Mhamha ndasvika muripi?"
"Ndiri Ku hospital gogo havasi kunzwa mushe Nana 2 ndinavo kuno."
"Saka ndoita sei ndine zvinhu zvakawanda zviri kuda kutakurwa."
"Mira ndiphonere mukomana wemombe auye kuzokutambira."
"Okay mama."
Ndakagara ndikaneta munhu haangauyw..Ndainge ndotobatwa nehope phone yai ringer ndoyakandipeputsa
"Babe.."
"Daddy."
"Wasvika here?"
"Ehe."
"Varisei ana Mhamha?
" handisati ndavaona ndiri pamashops but hanzi gogo ndovasiri kunzwa mushe..."
"Ooh shame don't worry babe wangu vanopora handiti? I wish her a very speed recovery.."
"I hope so too wasara bho?"
"Not at all I'm already missing you munhu wangu.."
"Sorry ndodzoka.."
"But babe.."
"Ndiri kuda mwana."
"Mwana?"
"Ehe."
"Can't you see its too early Andrea hona hatina kana nguva tazivana.."
"I think I've come to know you enough to make you the mother of my child."
"We will discuss about that later Andrea okay?"
"Okay I'm damn serious though"
"Tozotaura munhu auya kuzonditora asvika."
"Okay ndiani."
"Mukomana webasa..."
Akambonyarara ndokuzoti
"Okay take care love you."
"Love you too take care.."
And I hang up
"Makadii?"
"Ndiri bho urisei?"
"Ndiribho ndimi mai 2 hanty?"
"Yea.."
"Okay ndatumwa kuzokutambirai namomz."
"Okay vanga vandiudza.."
Akaisa zvinhu mubhara akatanga kupusha tichingotaurawo nyaya dziri general... Aisava munhu anotaurisa aingova nekamwe kasoftaz kandoda sooo
Takasvika kusina kana munhu kumba kwacho ndainge ndotoona hangu mavideo nemapics evana vangu andainge ndaona muimwe phone yamama yavainge vasiya patable...Ndaitonzwa husimbe hwekutotevera hu hospital ini ndakatombokotsira pasofa ndikazomutswa naMama."
"Ko vana vangu varipi?"
"Isu hauchatotionaka manje ndavasiya kuchipatara.."
"Haaa Mhamha nhai amana", I said and I was disappointed for sure..
" Ndimhorese zvangu ini",she said vachigara paside pangu..
"Dumbu renyu rakura.."
"Yaaa rakuoneka."
"Murisei?"
"Ndiri bho ini as you can see."
"Sure mavasiya?"
She laughed havo ndokunyarara.
"Mhamha kani musa...", handina kupedza kutaura pakabva papinda one wacho apa ndaisatoziva kuti uyu ndiye upi..
Ndakajamba ndichinomusumudza chakabva chatanga kusekerera.."
"Mama!mama!", he said achindirova rova zvekufara zviya I felt tears in my eyes threatening to come out....Ndakadonhedza misodzi ndakamutarisa I could not control the happiness
" aiwaka usachema nhai hona akutoita confusion mwana."
"They are tears of joy mama I can't believe kuti ndewangu.."
"But iye mwana ka he can't understand that. "
"Uyu ndiani?"
"Liam.."
"Ko mumwe wacho aripi?"
"I think asara panze vanga vari vese ipapo..."
Lionel akabva apinda achiridza zimhere..
"Gogo.."
"Hee chii Lio chii?"
Paakandiona akabva at zii akanditarisa for a while..
"Mama!"
Ndakapa mhamha Liam ndichibva ndamusimudza zvimaziso zvainge zvakazara misodzi...They were so identical kufanana kunge mabuns eLobels
"How come they kno kuti ndini Mhamha.."
"I always show them your photos plus they can feel it hanty wakabonda navo here when you gave birth.."
Liam wacho akabva atangawo kundichemerq ndikatusimudza twese...They where smiling ndakanxwa moyo wangu kufara sure vana Vangu..Vainge vakura shame and they were lovely apa twanga twakutaura though mamwe ma words ainge asati akunatsobuda...
Day rese ndakaswera ndichisweroterwa zvichingonzi mhamha...Ndainge ndisisade kana kuvashaya ndaitoda kuenda navo manje namhamha nyaya yacho yaigona kuzondinetsa I know vaisatoda..
Andrea called manheru futi apa twaiva busy kuita noise pabed.
"Who's screaming?"
"Kkk tumatwins twedu."
"Dada!Dada!", they both called at once screaming on top of their voices vainge vamunzwa phone yaiva paloud speaker
He laughed so hard achinzwa vachimusheedza..How I wished he knew they were mine...Hameno kana aizozvitambira ndaiziva hangu kuti I has made a wrong decision in the first place..
" what are their names?"
"Liam and Lionel.."
"Nice names ndoda tiitewo edu matwins kkk."
"Kkk ndokuitira don't worry"
"Dada!Dada!"
"Hesi boys muri bho here.."
"Hhhhmmm.."
"Kkk they must be cute and naughty."
"Yaaa zvisingaiti."
"So ukuitei?"
"Ndanga ndakuda kutorata ini."
"Usina kutaura neni here?"
"No way I was going to tell you."
"Okay if you say so wish I could lay by your side and wisper _I love you_ in your ear before you drift to slumber
" I wish that too...A time will come when I will sleep in your arms.."
"I will patiently wait for that.."
"I love you mai mwana.."
"Ndokudai baba vevana vangu...I can't even imagine a life without you...Its like you are my breath....Andrea swear you will never hurt me?"
"I swear babe with my life handikurwadzise u know ndokuda wani.."
"I know its just that I had a strange dream."
"Taura tinzww."
"Its like we had a misunderstanding and you turned your back on me...Pakabva pauya umwe musikana with a familiar voice but face ndaisaiziva and you chose her...Chiri kundinetsa Andrea I usually dream zvunoitika most of the time."
"No babe this time its just a dream with the way I love you don't ever think of that about me...iwe neni ngatisanyadzise...I love you..I'm enamoured to you...I'm devoted to you seriously trust me."
"I do trust you."
"So no more worries ukabva ikoko uuye kunoku I think ndendabva kuBindura uone panogara daddy."
"Kkk that is if you promise to behave.."
"I can't promise you that love but I will try .."
"Okay its fine."
"Guess what?"
"What?"
"I'm turned on with just your voice."
"Aaa Andrea.."
"Serious uda ndikuratidze pic here?"
"Hell no nditadze kurara hangu."
"Nekuda kwei?"
"Kutya."
"Kkk okay I won't scare you kwacho but I'm serious.."
"Sorry."
"Wish you were here...but its so hard you are so far babe this long distance is killing me.."
"Don't worry Andrea everything will be fine trust me."
"I do trust you and I hope so too mai vangu vavakuda muroora."
"Kkkk achauya.."
"Goodnight babe wangu...Urare bho hanty? And please take care of your self for me...handidi newe handidi kukutorerwa ndingafe..."
"Handitorwe mudiwa kkk and you too take care lots of love for you...Angels on your pillow.."
"Mwaaa."
Ndichingocutter ndakanzwa mota kumira panze.Ndakavhura curtain ndichida kuona kuti ndiani...I was surprised ndichiona ari.....
End of chapter 9
Related Topics