Kutundisa Mukadzi Kunoitwa Sei?

Kutundisa mukadzi kunomboitwa sei? Mboro dzakatosiyana mizera nemashapes sekusiyanawo kwakangoita mheche dzevakadzi. Murudo mune inonzi body language

Kutundisa Mukadzi Kunoitwa Sei?

Kutundisa mukadzi




Kutundisa mukadzi kunoita sekwakaoma kana vanhu vachishorana asi hakuna kumbooma kana vanhu vaviri vachinge vanzwanana paropa ravo. 

Vamwe vanochemera kuti mboro ngadzive hombe vagone kutundisa vakadzi or vakadzi vatunde. 

Kukura kwebadza sandiko kusakura kana kuswera mumunda sandiko kusakura. 

Mboro dzakatosiyana mizera nemasize nemashapes sekusiyanawo kwakangoita mheche dzevakadzi. 

Murudo mune inonzi body language inofana kunzwisiswa nemukadzi pachake kuti body yangu inonyatsodei during love making period. 

Kune inonzi passion & desire. Muviri wemukadzi nemurume unobvira Moto nezemo kuchemera mboro kana beche kuti inyaradze zvashushirwa nemuviri. 

Haunyarare kusvika wawana zvauri kuchemera. 


Iko kusiyana kwemboro nemazera adzo zvinongoreva kuti anayo must not be lazy mukuishandisa nekuti anofana kunzwisisa every part yemukadzi wake zvainoda kutreatwa at the right time. 

Most man weakness yavo iri pakungoti as long as ndatunda zvangu zvaita no no no. 

Chinonzi round kutunda kwemukadzi ndopatinoti mutambo waakutangidza amai vanotundiswa vane mufaro usingapere uye vane respect nekuti vane mipedzanyota wavo unovasiya vaakufefeterwa nemhepo tsvene yerugare. 

Saka u don't cry kuti uremekedzwe nemukadzi usingamutundise coz anenge atori pahasha zemo rinorema kugara naro munyama chaimo. 

Unenge uri muranda pasi pemuviri wako ndoosaka muchizoona kuti munhu ane nzara yemboro kana yebeche anoita hasha chero nyaya inongori simple.

Semuenzaniso mumagroups chaimo kanyaya kadiki diki vanhu vanoshaudhana motoshaya zvabvepi matsvara munhu ane load kare munopedzerwa shungu mukazvirega. 

Even kungogumbuka gumbuka kumwe kwacho kushoterwa chaiko kkkkkkkk svirwai muchitundiswa madzimai munopedzisira maakuita hanganwa chaidzo kana kuzoita nhetemwa mboro mushonga unorapa zvakawanda. 

Mukadzi anosvirwa achiguta munharaunda chaimo haana dambudziko nevamwe, kuchechi anoziikanwa nekufara kwaanoshanda mufaro nevamwe haupere nekuti pane chinodiridzira mufaro wake. 

Imwe kwindi kushoterwa remember this zemo rinoitisa hasha mukugarisana.



Like I said usati makwiriro andakaita Maggie ndooauchaita Gladys ndooauchaita Melody no. Gladys is Gladys. Melody is Melody. 

Mukadzi wega wega ane chitubu chefeeling yake chakasiyana nechemumwe chinoda kurangwa nemurangirwo wacho neromance yacho inoenderana nacho. 

Mumwe mukadzi ukamuyamwa mazamu it's a total turn off kwaari or anoda kuyamwiwa but kamuyamwiro kauri kumuita akana that desire & passion.

Ukungoita jingiri jangara no be romantic always ziva zvaanoda kuitwa during love.

Don't make sex kumudiwa wako but make love to her sex ndeyekuhure uko mudiwa anoitwa love making ugoisa nyama yake yese papunishment ugoikatanura from that punishment. 

Chinongoita zviendeke sekudaro it's through communication make your love session an everlasting mupfungwa umu kuti mapedza so warara waawega.

You have to memorise the fantasizing that you have pamasvirana ugotonzwa kuda kusviranazve kana vari baba votomisa kana vari Mai votonzwazve beche richitotazve kutonzwa kuda kuiswazve.


There is this naked truth chatisingawanzode kutaura kuti most vakadzi vanotozoenjoyer bonde vafunga ex wake aimugonera. 

Or mumwe murume waanonzwira sugar kunze uko ndookutoti agotunda iwe ukumusvira anotoita seari kuiswa chimuti mubeche koz hauna that impact to conquer her in your world coz hautozive zvaanoda nezvinoda muviri wake. 

Mboro hombe unayo but yakashaya pekuiswa ikashaya vatenzi. Beche riripo asi hausi kuziva zvekuita naro. Saka ukudei? 

Be a sex maniac, a sex beast. Iva hure kumudiwa wako talk all the dirty whether Ari kubasa or Pai so that anotouya paden maibva kare nechishuwo chekupindana. 

Trick yeromance one ndeyekuti pamunoiita ukatomubata panonaka femero yake yakatosiyana inokwira ichidzika. 

That means payakwira wabata pane sexual arousal yake saka ndiwo maweaker points to attack iwayo. 

Uye be able to read her face the more yaanowedzera kushinyira kana kufemereka ndoothe more yaanotsonzinyira uye achiwedzera kushatisa face. 

Kana Ari mumwe anotobata ruoko rwake directive part yaari kuda kuti udeale nayo don't go against her do it as per her wish ndiye anoziva zvinoda muviri wake. 

Ukadaro uchaona bonde renyu rino improver. 

Yes vamwe vanoti mupe strong romance vamwe vakadzi vobva vashora kuti murume anogona romance haagone bonde no kungofinhurana nzwisisa kuti vakadzi havafanane. 

Uye iwe mukadzi unoziva about your body chete kana usingade too much romance ndiwe sit down urege vanoda romance kwekanguva vashandirwe nemutoo wavo. 

Vamwe vakadzi havadi romance inoenda koz havatane kuibva ndoozvavari munzwisise zvaanoda. 

Mumwe anongoda kuti mboro ichitopinda obva atoti kiss kusvika mupedze ndoozvaanoda izvozvo ita sezvaari kuda chikuru kutundisana & kutundisa mukadzi be a risk taker. 

Vamwe vakadzi akatunda bonde raakutomubhowa haacharide waakufana kutotundawo. 

Saka nzwisisa zvaanoda mulove life yake tozviziva uri musviri chaizvo toziva sisi bonde morigona chaizvo but nzwisisanai muzivane munzwanane musati mazvipa mbiri wamazvipira mbiri wacho achichema nemi. 



If you have any questions concerning this article please comment below tibatsirane. 

Getting Info...

Post a Comment

Cookie Consent
We serve cookies on this site to analyze traffic, remember your preferences, and optimize your experience.
Oops!
It seems there is something wrong with your internet connection. Please connect to the internet and start browsing again.
AdBlock Detected!
We have detected that you are using adblocking plugin in your browser.
The revenue we earn by the advertisements is used to manage this website, we request you to whitelist our website in your adblocking plugin.