Would You Still Love Me Chapter 8
Chapter Eight
Rufaro
Ndakanzwa
''hausiwe wandakamborova here iwe?''
Ndakabuda ndichida kuona kuti ndiani ndikaona ari mukomana waJane.And i wondered kuti ainge amborohwerwei.Iye ainge akangotsikitsira kuri kunyara.
''ndati hausiwe here?''
''Ndini amai.''
''Haya inga zvakaoma zvandinoitirwa nevana soo saka apa wauya kuzodii manje.''
''Well mama im sorry for what i did so ndauya kuzokumbira ruregerero mhosva yangu ndobvuma hangu."
''Dai ndiri umwe ndakuomesera but hapana zvandingazviite because muri vana vese but honestly you disapointed me..I wanted you kuti mumbokura but yatodeuka mvura yemuguchu sekutaura kwevakuru.Saka wangu mwana waremadza im sending her to you I'm not expecting you just to keep her mobva manyarara because you knoe kuti imhosva yamatopara.''
''Aiwa pari kunzwika amai once again i am apologising for what happenned ndichaenda naJane kuna tete tonoona nyaya dzacho kuti todzifambisa sei.''
''Aiwa kana pakadaro pakanaka chose tinoona kana mauya tinenge takangotarisa kwamuri''
''Ehoyi amai.''
i helped Jane kubuditsa mabag ndaitonzwa kusurukirwa kwazvo pamba pacho paizobhowa..Worse was the fact that ndaizongoswera ndoga without anyone to talk how boring.Ndakanoisa mabag kumota an i said goodbye to her ndikazosara ndakunyararidza tete avo vaingochema...Time yandainge ndakugadzirira kurara pakapinda call yamama.
''Mama.''
''Mwanangu..''
''You sound low what's wrong?''
There's something i want to tell you but promise you are not going to freak out.''
''Makundityisa mama chii?''
Ndakanzwa hana yangu kurova ndichitya.The relationship between us me and mama was that she would tell me everything like she was my sister
"I'm pregnant."
"Mhamha!"
"Yes mwanangu."
"Mama were you seeing someone?" Ndeyani nhumbu yacho?"
"Your Dad."
"Mama?"
"Well it just happened pavakauya pa...Ndakatozo realisee later mwanangu right now handizivi kuti ndodii I didn't even know how to tell you but at last I got courage."
"Zvakaoma sure."
"Ndati ndikuudze not kuzoudzwa naSome1 or kuzozviona wega."
"Saka ivo Dad vacho vakatii?"
"He's happy about it he can't even wait to have the baby.''
"But Mama you know he's married."
"I'm not going to marry him handina kudaro ini though there are issues in his marriage... I shouldn't be telling you this but hanzi your step mom was cheating on your dad so vakavatirwa machats echikomba and your dad traced it vakazobatwa red handed so hanzi vari kuramba kusigner ma divorce papers what what .."
"Ooh hoi inga ma1...Do what makes you happy mama..I'm happy that I'm going to have a sibling I can't wait."
"Kkkk ibvapa...So uri kuuya rinhi?
" Kuswera mangwana. "
"Please come ana Liam vakura uyu Lionel ndiye anombonetsa.."
"I can't wait to see them eed Mama ndine mukomana wandiri kufambidzana naye but handisati ndamuudza kuti ndine vana saka ndodii?"
"Aaa mwanangu u made a mistake waifanira kutomuudza usati wamubvuma..Akazviziva oga inoita nyaya hombe saka please tell him pachiri pedyo.."
"Okay mama ndichaona zvekuita.."
Ndakadaro but ndaisava nesimba racho...I didn't have the courage to tell him...Hope dzakanonoka kuuya musi iwoyo ndichifunga kuti ndodii....Ukuwo I had the excitement of going to see my kids...
*Andrea*
Ndakasvika kumba ndikageza..Ndakamunyengerera akabvuma babe wangu after what had happened... She understood ndakazobhaiza pandaka cutter phone nduchicheuka kudai I saw Abigail akamira kuseri kwangu and I could see that she was fuming with anger...
"Uri kundicheater?"
"Ayewa."
"Saka uri kuita sei?"
"Hapana."
"Andizvide."
"Zvei?"
"Zvekuti undinyepere.."
"Hapana chandiri kumbonyepa apa ini."
"Tone phone yako."
"You don't trust me ka?"
"Ndati tone."
"Zvakatanga rinhi?"
"Zvei?"
"Zvekutarisirana maphone."
"nhasi."
"Manje handidi."
"Andrea usanditume kuita zvausingatarise iwewe if you know kuti you ain't hiding anything why can't you just give me your phone wakanyarara?"
Ndakamupa I was just hoping he won't find anything... Akarova survey kwakutura mafemo akanditambidza.
"So pose apa ndozvawaiita??Uri kutodanana nemumww munhu behind my back?Ndopedzerana naye muskana iyeye ndega.. Ashaya kwekuhurira akuuya kuzomeresa muti wake mumunda wangu manje ngaamire aone ndoda kuudzura nxa akajaidzwa sterek.."
I didn't reply her I just remained quiet.. She called ndiripo akataura zvaanoda Rufaro aingoti hoo or okay obva anyarara.. She humbled herself zvandakafarira zvekuti I saw that she deserved to be my wife...What a wife material she was ...
Nyaya yacho yakamboda kunetsa netsa ndikaidzimura..Ko ndaizivei kuti munhu zvakakanetsana akafumonanga kumba kwedu kuBindura..Ndakatozoshamisika kuona call yaMama ichipinda
"Andrea."
"Mama."
"Watanga ka madrama ako?Uri kuita sei ikoko wakafambira kuhura here or basa...Isn't Abigail enough for you?Iwwka iwe?...Ibva wasiyana nako kasikana kako ikako handidi kana kunzwa nezvako.."
"Mai Andre imbosia mwana kani mwana haaudzirwe choice maybe Abigail wacho pane zvaaita...Haangotange zvimwe for no good reason musiye aite zvaari kuda..Iye Abigail haafanire kumhanyira kuno akutoita sekuti akaroorwa sei vanhu vachiri kudanana?Aiwa ari kuzvinyanya ngaaite semunhu mukuru.."
"Ayewa Daddy ndimi munotunidza mwana iye akambouirrei naye for introductions kana aisamuda..Ini Abigail ndiye muroora wangu wandinoda pano full stop..."
End of chapter 8
Related Topics