Would You Still Love Me Chapter 4
Chapter Four
Andrea
"Aah", vakaitirana pamwe chete and for that moment ndakaita as if I had been paralyzed... I just stood rooted unable to move...my gaze focused on hers and my eyes ran all over her gorgeous body...
" Jesus!"
Mwana iyeyeka...
"Eish sorryi didn't kno..."_ndakazotaura ndava back to my senses and ndakangobuda ndichivhara door nekutonanga kumba straight... Ndakasvikorara and I could not get the picture out of my mind..
After almost half an hour I heard a soft knock ndakabva ndaziva kuti my sister Naledi ainge auya....
I didn't answer her akaguma apinda kwakusvindivhura..
" heyy I know u ain't sleeping what was that? "
"Mistake."
"Ko iwe wapindirei usina kunoka.."
"I was made at you I called you several times but you didn't come apa tanga tanzi namhamha tiuye kumba..."
"Aaa buh that doesn't give you the right yekupinda usina kunoka ka?"
"I know anyway zvapera..."
"Apa wakutoramba wakamira kkk haya ndasara ndikanyara shame."
"Kkk ndanga ndapenyerwa hazvisi easy ka zviye kkkk buh ngatimboite serious ka..."
"Serious yei?"
"YeBabie ka hana yangu yatorovera ipapo ndatoperera.."
"Iwe kwana iwe ko Abie?"
"Aaa uyo tiri kungopusha time buh honestly I don't have strong feelings for her ini."
"Kungoti luck rawaita is I never liked her from the very start... Otherwise ndaikurambira...Don't worry shaa babie riya bho rinenge rinotokudai because anga akungobvunza more about you.."
"Hanzii?", I asked ndichimuka kuti ndinatsogara..
" kkkk haa shaa usade zvinhu I can't tell you.."
"Who's she to that family?"
"First born yaDad vaLea naLiam...Buh vakarambana with the mom.."
"Ooh...and her name?"
"Rufaro Sithole.."
"Ooh kutokanganwa ko iwe wakazodii naLiam?"
"Nxa ndakamuramba ini after Lea andiudza kuti ari kudanana naMaid."
"Inga imboko.."
"Apa ndakabva ndamusvotesa kwakumhanya nefriend yake kkk.."
"Saka akatii.."
"Hapana aigodii ndakangomuudzawo chokwadi buh akamboda kuramba ramba akazobvuma hake."
"Vakomana venyu ava..."
"Buh people are not the same.. Wandinaye ari serious munin'ina waPastor vekuAFM.."
"So does that mean munhu bho?"
"Not as such I mean I'm terms of character behavior and stuff...He respects me."
"If you say so...Just know that wakandikoshera iwewe and I don't wanna see you get hurt that will break my heart you are the only sister I have hanty wanzwisisa so zvekuti vazoita moyo wako sebhora handizvifariri tinonetsana."
"Don't worry Andrea I will be careful trust me..."
"Good so let us make a deal pihwa number dzake naLea..."
"Iye Lea unoziva aimbova necrush newe?"
"Kkk hoo I didn't know.."
"Buh zvakapera though kna ndapiwa ndokuudza."
"Puhwa izvezvi.."
"Ayewa mhani imbodzikama mhani."
"Simbi inorohwa ichapisa shamwari.."
I forced her akapiwa then she gave me...First thing I checked profile pic and saw tuvana two tucheche cheche..
Sometimes in life you just have to take the risk.. Hanzi life is about taking risks...Pane some situations ekuti anotoda courage... I didn't even think twice I sent a *hie* ikambobluetickwa.
I didn't loose I hope ndakazoti
"Rue hie?"
"Ndiani andiziva nezita.."
"Secret admirer."
"Hoo ndokubatsira nei and Zita rako?"
"Happy new year Rue don't worry about my name , just know that um yr 2021 resolution and I was given your number as a gift . I have been looking for someone like you finally ndakuwana"
"Umm it won't work in ndisingakuzive then I will just block you"
"Kkk aaa iwe ucharamba ma blessing iwe"
"Of course I don't want such blessings from a stranger."
"Eish chokwadi chaiko chinorwadza anyway its Andrea that guy ambouya kumba kwenyu uchibva kunogeza.."
Yakambotora time isati yapindurwa zvikazonzi
"Okay uyo wekusakwana anopinda mumba mevanhu asina kunoka.."
"Eish sorry kani babez anyway I won't blame you for judging me that way...Anyway ndati happy new year ka?"
"Happy happy taitirwa Nyasha naMwari..."
"So the thing is I wanted to say sorry for what I did earlier it wasn't my intention pane zvanga zvichiitika yet wakutondiona like a bad guy sorry hako..."
"Its fine shit happens.."
"Thanks..Eeeh ndandichida kukuonawo ka kna une time.."
"For?".
" jus seeing you maybe we can be friends if u don't mind."
"Okay."
"Thanks"
Ndakasvika pakudzokera ku Bindura without meeting her because ainge aenda...
"Ko nhaiwe Andrea ko usati wawana basa imboenda ka unoita zvekubika..."
"Kubika?? Kupi?"
"Kubasa uko Ku Chicken matt.."
"Aaa Dad that's very embarrassing maformer classmates angu akandiona anotii?"
"What's better pane kungogara panapa uaingashande"
"I would rather die unemployed aaa."
"Kkkk imi daddy siyai mwana wangu sure otopfeka apron achibika apa haagone kubika kana soup zvayo..."
"He can learn babie..chii chinonyadzisa ipapa."
"Munomurambisa nevasikana."
"Iwe wakandida ndisina chunhu wani...Ndine one trouser randaiuya kuzokuona naro....Ndisina kana basa buh mai Andy ndikafunga kwatakabva sure ndonzwa moyo wangu kuzororora...Ndokudai mai vevana vangu you are my melody you gave be hope...",ipapo dad vaitaura vakatarisa mama mumaziso vakavabata ruoko.."
"Zvizhinji ndaisatombozviona ini because ndaingoraramira iwewe chete...I fell in love with you and up to now I still love you baAndy rudo rwangu haruna kana kutapudzika...it grows each and every day.."_and he drew her into his arms and kissed her pamuromo ndakatarisa.
" Gross you are abusing my eyes.."
"Kkk iwe warambirei wakagara ipapo..."
That's the thing I liked about my parents.. Vaidanana zvisina mubvunzo nguva iyoyo ndakatoti Mwari dai ndawana partner inondida zvekurevesa despite my weaknesses,someone who can understand me better and be the love of my life...I don't know why buh Rufaro seemed like the perfect one.. Abie aizonyanya kuda zvinhu zviri fancy fancy real love chaiyo painge pasina
Finally Dad vakazondipa branch remuHarare so most of my time ndainge ndakugara kuHarare with my little sister...Uyu ainge akaenzana naRufaro vese vainge vamu first year paUZ doing banking and finance.. Rufaro aingondinzvenga nzvenga I didn't see her for almost 2 months until one day ndakamutaimira achiri kuxul..Akamboda kuramba ramba but akazobvuma so ndakatanga ndaenda nekubasa I had some things to finish there....
"Since that day I set my eyes on you...Honestly Rue it has been hell for me..Not expressing how I feel...I've been holding it for too long buh I think this is the perfect time...Rufaro Andrea anokuda nemoyo wake wese nezvake zvese... My wish is one day uve a mother to my children I wish you to stay by my side everyday... And please don't say no because you will break my heart into pieces... I love you I'm really sure about that I can feel it that ndiwe mbabvu yangu... "
"Andrea.."
"Please babe..."
"I don't know why buh I feel like I'm connected to you somehow.. Honestly I love you too buh..."
"No babe that's all I wanted to hear ndokuda babe wangu zvaJesu chaizvo..."
"She smiled."
"Can you smile like that for me for the rest of our lives.."
"I will buh please don't break my heart ...if you have ex's please tell them that waba moyo wangu and I'm not willing to take it back..."
"Don't worry babe ndiwe wega.."_hanzi rume risinganyepi hariroori🤭🤫
"What if I couldn't speak,what if I couldn't eat,what if I couldn't move *would you still love me?* ", asked
" I will always do."
" If I showed you my flaws if I couldn't be strong tell me honestly *would you still love me?* the same?,
she asked with tears in her eyes..she had a fragile heart I could tell
"Nomatter what I will still love you Rue...I will still do"i assured her squeezing her hand...And she
End of chapter 4
Related Topics