Would You Still Love Me Chapter 20

Would You Still Love Me Chapter 20 - Regai ndimboti dzokerei kumashure mbichana.I remember when Andrea introduced his girlfriend kwandiri..She was wel

Would You Still Love Me Chapter 20


Would You Still Love Me Chapter 20


Chapter Twenty


 

Mai Andrea


Regai ndimboti dzokerei kumashure mbichana, I remember when Andrea introduced his girlfriend kwandiri..She was well mannered well behaved..

Down to earth, I vowed to myself that she was going to be my future Daughter in law...Ko hanty introducing her meant he loved her here.

I was married with 2 kids.Andrea and Arianne who was still in university... 

Ndaimbogara kuSA where I worked but ndakazorambidzwa naBa Andrea achiti monitor vana.

Madays acho ndoAndrea paainge araper munhu.Apa munhu wacho taisaziva kuti ndewepi yakazongopera yakadaro nyaya yacho...


I loved my hubby so very much.I remember patakatanga kudanana he had nothing kna hembe dzaaiuya nadzo kuzondiona dzaiva dzimwechete.

Bhutsu yacho ndanga ndakutoziva namatsimba ayo..But ndaimuda zvakadaro zvisineyi nekuti aiva ari murombo..

Ndaisaziva kuti zviuya zviri mberi who knew that ndichazogarawo mumari kudaro...He was a faithful husband I know its rare kuwana varume vakadaro.Or aiita ndisingazive here but I doubted it Ba Andrea was a good husband..



Munoziva chinoda kufa chinovingira henyu..Ndakatoti rimwe zuva baAndrea anga aenda kubasa atova neAlmost a month asipo aei kunze.Semunhu ainge akajaira kukwenywa padiki padiki zvainge zvondikurira.

Mazuva iwayo wo taiva naGarden boy ainzi Tinashe uyo aigara Ku cottage..Aiva ari uno mukomana akati kwaku..

Ane mhumhu wakakura.Maoko ake chaiwo aiva makuru and mhasuru idzi dzakati tare tare...Zvemusi uyu it was actually a surprise because Tinashe aisawanzo pinda kumain house .

"Mother! Mother." "Watii Tinashe pinda hako." I said ndainge ndakagara hangu pabed doing my hair.."no handisi kupinda ini ndati..." "Aiwaka hautaure uri ipapo pinda muno." Akapinda achiita zvekunyahwaira.

He had those eyes anomhanya mhaya echitsotsi tsotsi akambotarisa room yesu kwakuzonditarisa.I had a towel on it was still early in the morning ndaitobva kunogeza....

Raisvika haro muhalf mezvidya it wasn't revealing... Akaramba akanditarisa apa matarisiro acho aiva munhu anga ari kure.."Watii?"I asked but haana kudaira...

"Tinashe,"ndakatoita zvekusimuka ndikamuvhunza akavhunduka zvikanzi,"Sorii mother nda....nda....,"he stammered and I smiled at him..Anga akapfeka short and ndakanxwa nyama dzangu kudairira kuda kutobatwa.I looked down at his short and he was already hard...

Without thinking twice I touched ipapo chaipo akavhunduka achindibvisa ruoko rwangu.."No mother you can't do that boss vakazvibata basa rangu rinopera." 

"Tinashe don't you think inini ndokwanisa kungokudzinga basa racho nhai." "No mother please." 

"Nashe come on," I said ndichitora ruoko rwake kumudhonzera kubed but akaribvisa bvaatiza...He wasn't clever there was no way I was going to let him go...


Handina kumuteera time yacho ndakasiyana naye ndikaita basa rangu..Ndanga ndisati ndamubikira saka aitozochitsvaga chikafu chacho chete..I prepared a special meal I wanted to lure him.

Tainge tingori two chete saka chekutya painge pasina...Ndakamushedza kuti auye adye akatoshamisikawo because that was his first time kudyira Ku main house but haana kuramba he came....

I was wearing a very short dress raisiya both cleavage and my thighs out ndaiva munhu mutsvuku....Aiita zvekubirira kunditarisa ndaimuona hangu...Varume havanetse kuredza kana kamumedzero kaainge akuita ndakaona kuti akutoda..

Ndakasimuka and swayed my hips in front of him....Ndakakotama as if I wanted to pick up something and ndakatoziva kuti hapasisina ko ndaimbova nechinhu mukati here..

Ndakazonzwa ndabatwa nemuwaist umu zvine simba ndikavibrator nekungobatwa chete..Akandisimudza akanditendeudza zvikanzi,"Ndimi manditanga don't blame me manga muchida kuti ndiite sei?" 

He asked achindipfanya mabums angu ndikagomera..."Ndanga ndichida kuti uite zvauri kuita? " "Ko boss vaka...," "Shhhh he won't know unless you tell him so please shut up and make me scream."


He started tracing my skin with his hands achitarisa pese paaibata..Ipapo we were in the lounge ..He started kissing me hard and I responded back whilst he took my breath away..I felt like a teenager.Not kuti baAndrea wasn't good at it but the fact that he was a different person....


We kissed and touched imomo akazondirarisa pasi pa carpet and went down on me..The way Iaying down I was able to reach for his manhood and suck it like crazy..So we were both eating each other until I couldn't bear it anymore... "Nashe I want you right now please..."

He made me lay on the couch akabuditsa condom...Door richibva ravhurwa Tinashe was busy kuedza kupfeka and I had opened my legs wider waiting for him..I met her shocked eyes zvikanzi..."Mama." "I can explain mwanangu.." Mafeelings ese ainge apera Tinashe wo ainge apusa.

Akangokwiridzira his short akabva aenda ndakasara ndakatarisana newangu wandaiti my future muroora...."Mama how could you? I didn't know you would do that.. Ndanyara." Ndakapfeka mushe ndikati,"Sorry Abie mwanangu muedzo wanga watondibata iwoyu." 


"Ko dai vanga vari Dad vasvika nhai mainyarirepi kana Andrea hake seeing you naked naGarden boy apa mwana mdiki hake," she said ndakanzwa kuzvinyarira zvedi nezvaaitaura mukadzi mukuru...

"So how long has this been going? " "Ndinhasi chete " "don't think I will buy that... Ndamira padoor for a long time ndatombonoka but no one answered ndikazopinda..You were screaming like he owns you...It shows kuti makatobvira kare muchidai anyway its none of my business sorry henyu."


Ndanga ndava kungo tsikitsira it was actually embarrassing... Iye wacho she acted like nothing happened uyu Tinashe nekutya akabva asiya basa because kuri kunzi zvaizopinda munzeve dzaBaAndrea zvaisabuda zvakanaka...



From there we became close I was afraid kuti ndikamutsamwisa she will blurt it out marriage yangu ikapera....

She would visit regularly and my love for her yakabva yawedzera she was the only person who was going to be my muroora..Zvekuti pavainetsana naAndrea I would make sure kuti ndavagadzirisa.

I remember day rakatizirwa Andrea was the worst day of my life..BaAndrea akabva atoti ngaachienda kumba..I was surprised the following morning anditumira vedio...With sweating hands I downloaded it only to find shocking news...

It was my vedio naTinashe zvese zvatainge taita and kuri kunzi raonekwa nasome1 it was hard to believe that tainge tisina kuzorara tese...Ndakanzwa kudikitira pazasi painge pakanzi....

"Kana hure riri ikoko rikasaenda chete muri kuigochera pautsi...Munozviziva kuti muroora wenyu ndini.I love your son so onai yekutamba.What I need is your son." "Ndakabva ndati ," Sorry mwanangu you know ndiwe wandinoda handizivi kuti Andrea anga apindwa nei ndozvigadzirisa do nt worry."Bvaangoti ,"Xap." 


That's how my hatred grew for Rufaro. Ainge asina kana chaainge akanditadzira but the fact that Abigail held my marriage was what matters.Ndaiendepi ndikarambwa naBaAndrea??

Nezera rangu iroro apa ndaisashanda....Ndakatanga kumuitira utsinye ill treating her Kuti aramwe but munhu wacho ainge akashinga.. 

Ugoona kumba kwana Abigail kwaiva nemari ndicho chimwe chandaimudira uyu Rufaro ndaisaziva nezvake ko ndaigozvizivirepi pamwe kwaiva kusina kana chiro because kushingirira kwake ndainge ndisingakudzidzise..

Ndakazonzi,"how far.Kana muri kutadza I've got a plan." Muwe musi naAbie ndikati yei zvikanzi.."I think chiri kuita Ade kugara ipapo ka nhumbu kaainako so kabvisei." 

"Aah," I said zvikanzi, "the choice is yours I'm not forcing you kana muri kuda ndokuigirai mushonga wacho nhasi chaiye." 

Ndakambofunga kuti ndotii..Kubvisa nhumbu kwaiva risky munhu aigona kufa.Ndakarovera moyo padombo and for sure akauya nawo ndikasangana naye muBindura town..

Day randakaisa mushonga wacho I acted nice hangu iye akatoshamisika..Ndakauisa Mu cereal risati rabikwa ndikakurumidza kubuda ndaisada kuzoitwa suspect



Ndakaenda kubasa kwabaAndrea ndikanoswerako ndakazoona Andrea afonera baba vacho zvichinzi vamhanya kuchipatara..Ndakasvotwa zimwana raiita serakadyiswa iroro aigokurumidza kusvika Seiko nhai mxm..


Ndakanzwa kuvenga Rufaro zvakanyanya aitadza neiko kungoenda kumba kwavo nhai...

Apa akabva arasikirwa nemwana one vamwe vakasara...Ndakatumira Abie message ndichiti zvainge zvisina kuita zvikanzi huyai muBindura uyuwo Andrea anga asungwa..

I met her zvikanzi, "Plan A ikaramba we use plan B..Uyu manje isai muchikafu chamuchamuendesera kuhospital...Trust me kumba kwenyu haasi kudzoka ari kubva aenda kumba kwavo "


Hana yangu yakanyevenuka ndaifunga kuti acharamwa akabuditsa secret yedu...Uyu mushonga manje waizoshanda because aibva aramwa ofuratira murume obva aenda kumba kwavo.. I cooked rice and sausage ndikamuendesera I was happy haana kuramba mushonga wacho ndakatoisira kumba....Andrea akabuditswa ndatobadhara fine ko in Zimbabwe money talks ka....


Arriane akazouya ndiri kubasa kwabaAndrea mafariro acho aaiita Rufaro kunge ane demon ndakanzwa kusvotwa luck raakaita maiva nababa vake ndaida kumuswitidza...Iye Rufaro ndaitoshaya kuti midzimu yekwake yakaita sei...Ndakanzwa baAndrea akuti,"Hanzi adzoka muroora wauri kufarira Arriane..abuditswa." "Asi haana kudya?" Ndakangobvunza ndakavarairwa baAndrea kwakunditarisa zvikanzi ,"Watii?" 

"I mean zvino ati adya here ndinomubikira murwere kauyu." 

Ndakavhara ma 1 but ndakapotsa ndapisira..We went home zvakanaka naka ndakakurumidza kupinda mumba baAndrea naArriane vachiburutsa mabag aArriane mumota....


Ndakanzwa moyo wangu kufara ndichiona Andrea achibuditsa hembe dzake kuisa mu guest room..Finally anga afuratira mwanangu.. Chainge chasara Ku.......



End of chapter 20


Related Topics

Kutundisa mukadzi kunomboitwa sei?

My house girl my crush 

Would you still love me 1-20

Kusvirana Nagulez Ndisingazive 

Tsvigiri Muhuchi Part 1 & 2

Getting Info...

Post a Comment

Cookie Consent
We serve cookies on this site to analyze traffic, remember your preferences, and optimize your experience.
Oops!
It seems there is something wrong with your internet connection. Please connect to the internet and start browsing again.
AdBlock Detected!
We have detected that you are using adblocking plugin in your browser.
The revenue we earn by the advertisements is used to manage this website, we request you to whitelist our website in your adblocking plugin.