Would You Still Love Me Chapter 19

Would You Still Love Me Chapter 19 - Pakasungwa Andrea akabva abuda namai vake.Ndakasara ndichitaura naDoctor who tried kutaura neni kuti ndinzwe

Would You Still Love Me Chapter 19

Would You Still Love Me Chapter 19



Chapter Nineteen




Rufaro


Pakasungwa Andrea akabva abuda namai vake.Ndakasara ndichitaura naDoctor who tried kutaura neni kuti ndinzwe zviri nani and I told him kuti ndaida kutaura namhamha vangu.

"Mhamha." "Ko ukazenge uri kuchema chii?"

"I'm in the hospital Mama ." "ko chii what happened... Usacheme taura ka hanty the reason you called is you wanted to talk to me..Chitaura tinzwe waitwa sei?"

"I don't kno chii chanyatsoitika but uye kuti ndiani but ndaisirwa drug rinobvisa nhumbu mucereal." "Nani?" "Hameno Mhamha cereal racho ndatobika ndega but no one was at home so I'm confused," I said ndikaramba ndichichema.Ndaivanzwa she was crying too vachisheedza Dad."Mwanangu. " "Dad." "I'm really sorry pane zvaitika uri kupi?"

"At the hospital I lost the baby kukasara 2 vanga vari ma triplets."

"Thank God at least. Tiri kuuya ikoko naMama right now."

"Okay Dad."


I hang up and true to his word they arrived after some hours."ko murume wako aripi?" 

"Asungwa for beating her.He was accusing her for trying to get rid of the pregnancy," said the Doctor

"What? Arova mwana wangu?," calm down mai Rue imbomira kuita hasha kani.."Aiwa kaDad.Wangu mwana ndiye adii.Right now she's sick and in the hospital.. Someone was trying kumubvisa nhumbu.Then imwe imbwa yomurova hayi hayi kana hakuna zvakadaro.. Aiwa Daddy hamunyararire tsvina dzakadai you know what I went through nenhumbu yaRufaro mumwe munhu ondiitisa rubbish kudai.Anombotemba neiko?Aiwa uyu handisi kusiya ndoenda naye."


"Aiwa mai Ru..We all make mistakes. The fact that akasungwa zvitori right izvozvo dai asina we were going to take measures..Everyone deserve a second chance.Mukwasha akakanganisa yes but I think adzidza something. Chokwadi chinongobuda chete kuti who's behind this. Chirega kuita hasha..Rufaro."

"Dad."

"Toenda kumba here mwanangu?"

Ndakamboramba ndakanyarara.My mother nekuda kwemoyo wwkubereka she had those eyes ekuti please say yes...Whatever that happened I still loved Andy.Despite the fact that he was blaming me but I loved him.Sometimes it's too hard to control your heart.Vaigoita vana vangani veduwee born out of wedlock.. Ndaida kushingirira imba yangu kana zvazoomesesa ndoenda kumba.


"I will stay Dad.Ndomboshingirira kana zvaramba ndouya.

"Rufaro."

"Really Mama um sorry but ndiri kuda kumbotraya."


"If anything happens please come back home mwanangu."

"I will Mama."


Vakabuda vakanonditengera food.The didn't stay for too long vakabva vatodzokera kuHarare.


Ndakazoshamisika amwene vangu vandiigira chikafu"Maswera sei Mama?"

"Ndaswera iri sei miviri?"

"Iri nani hayo." "Aiwa patsvene ndauya nechikafu ichi semurwwre unodawo kudya." "Sure maita basa Mama."

She opened mafood warmer avainge vauya nawo it was well cooked rice and sausage.. Smelling good.."muka ugare ndikudyise.."aaa musazvinetsa henyu Mama ndakaguta ini ndambodya Mama vangu vambisvika pano vakasiya vandipa zvokudya.Siyai henyu ndodya madeko chikafu chemuno hachisi kundiitira hangu"

"Okay usazopa umwe munhu ."


Vakachitora vakaisa mubasket ravainge vauya naro.I was looking at the ceiling hangu zvikanzi "ini handichagara ndakutofambira mukomana asungwa uyu."

"Okay maita basa."

She left ndikasara ndichirara hangu..


Ndichimuka pakauya nurse aicollector zvinhu zvikanzi,"ko inga hamuna kudya wani?"


"Ndakaguta ini torai henyu munorasa chichatoshata chikafu chacho."


She took it with the plates vakabuda havo ndakasara ndichibatwa nehope again..

Early morning the following day I woke up ndikashamisika kunzwa kuti pana nurse aid ainzi anga ashaika

"Aaa ko afa nei nhai Doctor?Was she sick?"

"Hatisati taita post mortem kuti tione kuti chii but akatopupa furo we are doing an investigation zvakaoma she was a hard working lady.Tarasikirwa zvikuru sa.Ndiye uya aka collecta zvinhu nezuro."


"Haaa imi serious?? Uya aitora zvinhu zvinenge zvasiwa nema patients here?"

"Ehe iyeye."


"Haaa nhai apa ndakatotaura naye mufunge iii nhy Mwari shame ndarwadziwa."


"Everyone is grieving aisanetsana nevanhu and aiita zvese zvawamutuma.Apa the sad part is asiya a 2 year old girl..Anga akakurira Ku orphanage akazomitoswawo izvezvi mwana haana wwkusara achigara naye..Its so sad nezera remwana wacho."


"Iii nhai veduwee iii shame saka achadii?"

"Totongomuendesa Ku orphanage."


"I wish things were okay on my side ndaimutora hangu ndabatikana..Eish ndodiiko hamukwanise kugara naye here for the mean time ndozouya ndichimutora."


"Ooh that is so sweet of you..I will talk to my wife munhu anonzwisisa.I hope hazvizokunetsayi."


"Haa kana..Kungoti munhu wandanga ndazivawo hangu.. I just feel like helping this little infant so that anokurawo with a mother figure."


"Thank you Rufaro Mwari vakuitire Nyasha.I tell you God will uplift you one day.Its rare kuwana people like you munyika umu.Mwari vakuitire Nyasha.."


So Doctor vakataura with his wife akabvuma.I wanted to talk to my mother about her ndozomuendesa ikoko.


Andrea ndopaakazosvikawo achitaura ribber mxm



Ndaimunzwira hasha hangu but deep down I loved this man.Wholeheartedly without any doubt.. Akandinzwisa call yaakataura namhamha handina kumboita basa nazvo ini.Akataura naDoctor tikabuda kuenda kumba..He didn't talk to me handina kumutaudxawo tanga takanyararidzana..Tasvika ndanga ndatova padoor zvikanzi


"Tora bepa reCereal rawakashandisa nezuro pane friend yangu yandakataura nayo iri kurida.He needs to check something.."


"Tarisa kubin uko ndokwandakarirasa nezuro wacho," I said ndichimupira gotsi kupinda mumba.

I don't know kuti akasvika nguvai kwakundihaka zvikanzi"iwewe zvekunetsana newe handisi kuda handiti?Kwana."


Ndakafamba kunotarisa mukabin kacho luck kairatidza kuti kanga kasati karaswa..Ndakaritsvaga ndikasha but I knew kuti ndanga ndanyatsorikanda imomo.Amwe ma papers e previous day were there but iro manga musina.I went kunze kwegate kwatairasira marara ndikaona kwakapiswa ndikapererwa.Ndakadzokera mukati ndikasvikoti "ndarishaya but ranga ririmo mubin umo maybe rakaenda nemhepo."


"Ukutoonawo seriousness iri mumaziso mangu Rufaro?"

"Yes I am uda ndirirutse here bepa racho? Ndarishayaka nhai ."


Ipapo anga akaisa maoko muhomwe hake and ndaitoonawo kuti ari serious asi ndanga ndanetawo veduwee nekupiwa mhosva yandisina..


"Rufaro you tried kubvisa nhumbu yangu because my mother didn't want you here here? Of there is another reason behind? Kuti yanga isiri yangu? Or wanga usisandide."


"Even chero ndikati I didn't try you won't believe me.So what do you want me to do??


"Fine then.''


Akatanga kubuditsa hembe dzake mu closet achikanda pasi" what are you doing? "

"Packing. I'm changing a room."

"Andrea you can't do that."

"As you can see I'm doing that I need space okay? Iwewe ita yauri kuita. Give birth uri pano tozoona from there.I hope what I'm thinking is not true..Even strong feelings if they are taken for granted they fade wani? "

"Andrea I love you."


"Where's the love I can't see it ini.Wherez is it? Please ngatimboisa space between us.Maybe vanhu vakuru vanoona zvandisingaone

I no longer blame my mother I made a mistake."


He said achitakura hembe dzake kubuda muroom mataishayer.Time dzacho his mother arrived ndikanzwa vakuti..



"Wazofungawo semurume.Not kuita sekuti wakadyiswa musoro wedzvinyu....I'm proud of you son..."

I sighed ndichizvikandira pabed.Ndakatora phone yangu and checked him profile ndichida kuona kuti ndanga ndabviswa here.Paiva nephoto rakanzi


"Khama said _Don't be too excited when people say that they love you.The real question is until when? because just like seasons people change._"



End of chapter 19


Related Topics

Kutundisa mukadzi kunomboitwa sei?

My house girl my crush 

Would you still love me 1-20

Kusvirana Nagulez Ndisingazive 

Tsvigiri Muhuchi Part 1 & 2

Getting Info...

Post a Comment

Cookie Consent
We serve cookies on this site to analyze traffic, remember your preferences, and optimize your experience.
Oops!
It seems there is something wrong with your internet connection. Please connect to the internet and start browsing again.
AdBlock Detected!
We have detected that you are using adblocking plugin in your browser.
The revenue we earn by the advertisements is used to manage this website, we request you to whitelist our website in your adblocking plugin.