Would You Still Love Me Chapter 13
Chapter Thirteen
Rufaro
"Iri kukubvuma harare mwanangu I can see."
"Kkk sure here Mama?"
"Sure uri kuita kusimba kudaro kuita kamusikana."
"Kkk thanks just like you skin yenyu ikunaka mukuzorei imim?"
"Uda kunditeedzera here siyana neni."
"Ko ana 2 varipi?"
"Vabuda nasekuru vacho ndikutoshaya chavanonotsa by now vaifanira kunge vadzoka.."
"Havasirivo vari kumhanya panze apo here," I asked ndichisimuka kunovhura door
"Mama!" They all ran at once vakabata zvimatoy zvemota..Ndakavasimudza vese they were so excited to see me..Ndakanzwa misodzi kuuya suddenly thinking that they didn't have a father... zvinhu zvakangooma hazvo kushaya zvekuudza mwana kuti baba vake varipi
"Watanga manje Rufaro ndosaka sometimes ndisingade kuti uuye kuzovaona vana ivavo because unopedzesera wava kuchema chii futi."
"I'm sorry Ma."
"Children can sense it kuti something is wrong if you cry..knq uchida kuchema plz don't do that in their presence."
"Ko hanzi chii?" Asked Dad vachipinda
"Hameno iye mwana wenyu anongochema nhando pamberi pevana."
"Usadaro mwanangu you can't do that pane vana ivo vanobva vatosurukirwa..Hona Liam atodembedza muromo uyo."
"I'm sorry."
"You don't have to apologize pukuta misodzi."
Ndakapukuta hangu they could not understand because aiva musituation ndini havaimbozvinzwisisa havo ...Dad vakanditambidza plastic raiva nemafruits ndikatakura ana2 kuenda navo kwavairara naAunt..
Twaingomhanya around the house I wondered twainge twakafanana nani because changu pavari yaingova mhino chete the rest I could not relate....
I took my time kuvatarisa they were so cute and identical asi ndainge ndakuziva kuti uyu ndeupi...Liam ndiye aiva nemusikanzwa kunyanya he was so bully...Lionel was a bit quiet... He wasn't bully but chairova kana chikaita hasha...I so loved my kids very much despite way yavainge vakauya nayo..Sometimes you never know hanzi everything happens for a reason I spent the whole day navo ndikazoenda kumba manheru chaiwo
I was so lost in my thoughts and fear gripped me again pandakafunga kuti ndainge ndakanganwa kunwa mapills..Andrea ndiye ainge ati achatenga....Madays angu paasvika ndakaita kufema kasingapere when I noticed kuti ndainge ndatevera...I could not bear it kuita nhumbu again no...And I vowed to myself kuti ndokaiva kekupedzesera I didn't want to repeat such a mistake again...We would talk aiedza kundinyengerera but ndakarambisisa...Second month ndakaenda again this time I was pretty sure that I wasn't pregnant..
Ndainge ndakatovarairwa hangu on my way from school...Ndaifamba mutown ndichida kutonotsvaga maCombi ekuenda kumba and I spotted Andrea...Akavhurira a certain lady door mumota akabuda and he quickly brushed her mouth achimubata ruoko kupinda mubotique...At that moment I felt weak ndakatadza kana kufamba...Havana kutora time yakareba vakabuda the lady aneMabag airatidza kuti ane hembe..Mataurire acho aitoratidza kuti vanhu vari kuwirirana...I could not stop my tears..She was classy,well built,looking rich all about her was just on point and I felt used...Ndakanzwa a pain in my heart and my stomach ndikabva ndatopfugama because it was unbearable... Suddenly ndakatanga kunzwa dzungu nekubva ndatofenda
Ndakamuka ndiri mu hospital and I was confused ndichishaya kuti chii chaiitika...
"Thank God wamuka..how are you feeling Ma'am?"
"Fine why am I here ohh God I remember," ndakabva ndatosimudzira kuchema.
"Please don't cry Bp yenyu inokwira don't stress its not healthy for...."
*Abigail*
Abigail Ncube aged 22...yes we are same aga naAndrea except that he's older than me ne4 months..I loved this guy wholeheartedly.. Yes I know I cheated him sometimes but truth is ndaimuda nemoyo wese..He was my everything... Munongozivawo kamweya kekusagutsikana kaya...I was that kind of a lady ari well behaved..yes my Ma taught me manners she was that kind of a woman aisada zvisina basa..
Madhiri angu ndaiita muchivande I didn't do vachiona because vairova not zvekutamba
Being Andrea's girlfriend yaitova Hondo chaiyo..He was a charmer boy... Well built,handsome from a rich family ...Munhu uya aidiwa ne almost every girl that's why I was always alert..Ndaizviziva hangu kuti miyedzo inouya...I was hurt the day randakamuwanikidza achitaura neumwe musikana.. Ndaiziva hangu kuti its rare kuti ashaye mumwe musikana but finding out really hurts zvinorwadza
In life sometimes Mwari vanokuranga but iwewe unenge wakanganwa zvawakamboita previously... Unenge wongoti haa Mwari havandide hee vane favor vachiropafadza vana vamwe this and that yet you are forgetting what you did also...Hanzi what goes around comes around.. I was cheating him and he was cheating me also...That very day ndakaramba vakomana 2 vandaidanana navo and decide to focus on him chete...Because if he had to find out yaisapera mushe..I threatened the girl
Plus another thing chaindisimbisa ndechekuti ndaizivikanwa kumba kwavo....His mother lover me so dearly baba vacho ndovandaisaziva pavamire...
Vaingochinja kunge rwaivhi
Ndakatanga visiting her hear and there even Andrea asingazive...He stayed in Harare yet they stayed in Bindura...But ka sister kake kaindiitira tuma attitudes kungoti I didn't give a damn I loved him not her
Sometimes we would go out shopping or kuenda out just for funny...
Pane patakapinda mutown tichiita shopping ye hembe.. Takatotenga hembe mushe mushe akandiperekedza kumba...By the time yaanga akuda kubuda phone yake yakapinda text of which I was the one ainge akaibata
Akaibvutq in a way I didn't understand... And that instant ndakatoziva kuti he was doing something behind my back..
"Aaa!"
He said ndikamutarisa
"Chii?"
"Hapana."
"Kunyepa Andrea ndipe phone yako."
"Not this time...I've to go now pane zviri kuitika."
"Not usina kundipa phone yako.."
"Even if you hold a gun to my head phone yangu handisi kukupa simple."
"Andrea you are cheating me?"
I said ndakutochema
"Shaa haisi time yekuchema inoyi don't waste your tears ibvapo ndiende."
"Andrea usandidaro ndakutophonera Mhamha kana zvakadaro."
"Call her kana varivo vaunodanana navo.."
He said achipinda mumota and drove off...
Ndakasara ndikazvituka for being so blind..How could I? Ndakambenge ndazvinoticer hangu kuti he wasn't himself ndikasiyana nazvi but now I knew kuti something was wrong somewhere.. I took my time crying blaming myself for loving him in the first place...
I tried calling him after an hour but hw didn't pick up.. Ndakawedzera kuchema my eyelids ainge aizvimba
I felt like giving up that's when he answered and rough yacho kunge akagara pachamber
"Chiiko Abie wavafonera here mai vako."
"Andrea."
"Ukudei?"
"Well you left tisiri kuwirirana."
"Am I not the one who's supposed to check on you?"
"I don't know.."
"Ndanga ndichizokufonera but wandiitira dzungu...For the time we had been together I wanna say thanks to you Abigail... I'm sorry but ngatirambane...I can't continue dating you because it will be unfair to you and to someone else..I'm sorry Abigail for wasting your time..All the best.."
"Andrea.."
"Inga ndati sorry uda ndiite zvekuita sei I'm being honest its over Abie..."
"Not so fast.."
But it was too late anga atocutter....
End of chapter 13
Related Topics
Kutundisa mukadzi kunomboitwa sei?