Would You Still Love Me Chapter 10

Would You Still Love Me Chapter 10 - Rufaro "Ndichingocutter ndakanzwa mota kumira panze.Ndakavhura curtain ndichida kuona kuti ndiani... I was s

Would You Still Love Me Chapter 10

Would you still love me



Chapter Ten

 


Rufaro


"Ndichingocutter ndakanzwa mota kumira panze.Ndakavhura curtain ndichida kuona kuti ndiani... 

I was surprised ndichiona ari mudhara...I knew his car very well ndakatoshamisikawo...It was around seven PM.. 

Mama vakabuda and she hugged him...Kungoti vanhu vakatombodanana pakaita mwana zvinonetsa kuti varambane... 

I don't know why but ndakangonzwa kufara kuti my parents were back together... 

Its not as if ndaifarira kuti varambane with the second wife no but ndaingofarira kuti they were in good books.. Liam and Lionel vainge vasati varara ipapo vainge vachirova rova door kuda kubuda


"Hey you little cupcakes muri kuita noise kani..", vakawedzera till ndatozovhura door racho and they stormed out at once...Ndakasara hangu ndichiseka hanzi " Kulu!Kulu!"

Zvevana haungambozvikwanisa..I was forced kubuda kunomhoresa Daddy....I greeted him vaiva nekakunyara kavaiita ndaizviona hangu he was avoiding eye contact....Kungoti ndaiva ndisina basa nazvo hangu vakazoita vachi relaxer bit by bit...Ndanga ndakutotamba nana 2 hangu ndaiita ndichivatarisa zvekubirira...He was caressing mama's stomach somehow ndakanzwa tumisodzi..She was giggling over something he had said munzeve dzavo ndakazooneka ndakunorara...Gogo vaizobuda mu hospital the following day kana vapora



Ndakatora phone yangu ndikaita data on it had been days since I checked on my App's messages.. Ndakaenda pa family group ndikaona mutori nema messages hobho andainge ndisina kuverenga..Yekutanga yainge yasendwa naDaddy yakanzi



"I'm sorry vanangu to tell you this I'm divorcing your mother...you all know what happened and I can't stand it...She disrespected me and ndakanzwa kudzikisirwa...But divorcing her doesn't mean munofarira kubva mavafuratira she is still your mother... Finally she signed the divorce papers nhasi....So imba ndiri kuvapa...Makura you can stand for yourselves...Liam and Lea you are both turning 20 anything you need tell me right? I will always be there for you vanangu.."



"Okay Dad", that was Liam akapindura uyu Lea akangoti " oky",bvaaisa emoji yeka sad face...I knew it was a hard thing to accept sevana kungoti mai vacho ndivo vainge vazvikanyira voga...Amwe acho anga asisina basa mamwe ndaisatoverenga hangu..I sighed I don't know if it was relief or fear...Nemamiriro ainge akaita zvinhu vanhu vaigona kufunga kuti my Ma was responsible for the divorce especially vanenge vasingazive zvakaitika munongozivawo vanhu kutaurisa I knew yaitova imwe nyaya yanga yatotanga ipapa...But she wasn't to blame after all because she was the first wife...Ndakazobatwa nehope later ana 2 vainge vatofa havo nehope..



Morning ndakamukira kunoona gogo kuchipatara..She has changed a lot I think inyaya yekukura..She looked so pale I could not even hide or control my tears 



"Gogo!"



"Aiwa usandicheme ndichiri mupenyu inga ndakura wani ndakakurera ukakura....Unondidzimbira moyo wangu rega ndizorore."



"Aiwa gogo hamufe ndisati ndaroorwa it won't be fair I want you to be there for me...Munozviziva wani kuti makandikoshera."



"Ati ndiri kufa ndianiko ndinopora....Bvaa roorwaka tidye pfuma."



"Soon gogo", I said smiling at her... Ndakabva ndafunga Andrea...I didn't know but I hoped he would the one achandiroora nekuti wandaito raramira ndiye....She got discharged that day dad was gone he had passed by vachivaona..Takasvika kumba navo vachitonorara...Mama called me and with the seriousness on her face ndakabva ndatoziva kuti vaida kutaura something serious neni



"Mai 2 hanty ukuziva dad vako vanga vari pano?"



"Ehe."



"Well he want me back."



"As in?Hanty you are already back together?"



"As in he want to remarry since tanga tarambana...to move in with him kuimba nyowani yaakatenga...Yet he recently divorced I'm confused yet his baby need him padhuze... He want to be there always takamirira kuuya kwwmwana handichatozive zvekuita."



"Yaaa pakaoma mhamha saka gogo vari kuzviziva here?"



"Not yet but I know mama will agree on this.. She liked him from the very start."



"Ko hama dzavo?Vanotii?"



"Iye ari kuti akavaudza...Plus hanty you know kuti mai 2 hanzi aisawirirana nehama..Especially naamwene aisatoda kana kuti vauye kumba so hameno...Saka decision yasara ndeyangu."



"Mama do you love him?"



"I do love your father."



"Then why keep on waiting... Because one day you will wake up and realise you have almost done everything to please everybody but you didn't do anything to please yourself... So Ma go for him if he's worth it...I love him Ma and I would love to see you together."



"Thank you mwanangu", she said vachundimbundira.



" I think I will be going mangwana mama",I said with a sad face



"And don't dare to tell me that you are going with ana 2 because you are not vari kusara kuno...I will only allow you to take them once you are done with your exams....Besides I think I will move to Harare but I'm worried about Mama still her health is deteriorating with age....Maybe I wll have to go her vakabvuma or kuvatsvagira maid because kuti vasare vega its impossible."



"Yaaa I think that's a good idea all the best mama."



"I love you."



"Love you too."



I gave up kuitisana nharo navo early morning the following day ndakamukira kudzokera..I was missing Jane so much but iye aiti all was well the husband was lovely and caring zvekuti weekend yaiteera he was planning kuuya kuzobvisa roora..Anga akasonesera mama neni maDress eZambia akanaka hanzi ndeemusi weroora...She and her cousins vainge vasonesa avowo...But hers ranga rakasiyana neevamwe because jira rake neremukomana wacho ainge akangofanana...I admired her ndaingoshuvawo kuti dai ndasvika ipapo

Weekend yakasvika akaroorwa chakazongosara kubviswa imombe chete idzo dzainzi dziri kumusha dzaizouya



"Wadadisa mwanangu kkk", I laughed because we were almost same age.." Uchengete mukwasha..mazuvano vashoma vari kuitirwa zvakadai...Hama dzemurume dzide sedzako...Visit them regularly kwete kuti uzofamba uchinzi unovhaira...You are too young but ndokutokura kwacho...All the best daughter ."



"Thanks Mama I can't believe you are the one telling me all that but I will keep it in mind....I love you."



"Love you too just know that prayer is the solution to everything...", I hugged her she was going with her husband that day..Painge pasina chekusarisa since they were already staying together.. Aunt's face yainyatsooneka kuti she was happy..Chunhu chinongodadisawo soo kuti mwana wako aroorwe because nowadays it's rare I was so proud of her...I just hoped that one day....



Months sped into a year and a lot of things happened during that year...My kids were growing very fast I would visit them in Chishawasha where Mama was staying with Dad...Dad had asked for her hand in marriage again...and later on they gave birth to a lovely boy who was named Rukudzo and I was madly in love with my little brother.. He was so lovely and adorable even Liam and Lea loved him dearly...So taive 4...Liam,Lea,me and Rukudzo...We were like one family one would hardly notice kuti taiva nanamai vakasiyana...Their mother had moved in with her so called husband ndaingonzwawo zvichitaurika and I cared less ndaisava nebasa nazvo hangu...




I was in my second year at university muna November... Busy yacho aive ma1 zvekuti Andrea was complaining kuti ndaimushayira nguva...I tried explaining to him but he was not even understanding... One day ndakazophonerwa with his friend Jane's husband achiti he wasn't feeling well..And I had to go kumba kwake...It was my first time going there because all this while ndaingoita maexcuses...Ndakamusvikira akarara for sure but his face had no signs of someone airatidza kurwara...It was confusing you would hardly tell...I went to sit beside him.



"Ukunzwei?"



"Ndanga ndakusuwa,''he said achindidhonzera pabed with all his mighty kundiisa pasi pake my heart was beating so fast...He was looking direct into my eyes nemaziso akatsvuka



" If I kiss you now I won't stop until you are beneath me screaming my name...,"and he lowered his....




End of chapter 10


Related Topics

Kutundisa mukadzi kunomboitwa sei?

My house girl my crush 

Would you still love me 1-20

Getting Info...

Post a Comment

Cookie Consent
We serve cookies on this site to analyze traffic, remember your preferences, and optimize your experience.
Oops!
It seems there is something wrong with your internet connection. Please connect to the internet and start browsing again.
AdBlock Detected!
We have detected that you are using adblocking plugin in your browser.
The revenue we earn by the advertisements is used to manage this website, we request you to whitelist our website in your adblocking plugin.