How I Fallen In Love With This
Umm yes u have the qualities of a woman gal akadaro taxe driver achi misa mota paside neni
👳🏿♂️ hie lady
👩🦱 hie how can i help u
👳🏿♂️ sister ndangokuonai muchifamba zvenyu muchidarika panga pakamira mota yangu ndanakira nemi.
Mongomaziva masystem edu vakadzi ekuti munhu akatanga kutaura dzekunakirwa nesu unombo pengereka 😡😤 kkk
👩🦱aaah mukwasha ko kwakanaka here
👳🏿♂️ko zvakaipei kutaura zvandonzwa uye maonero angu
moziva mhinduro nyoro inoita kuti munhu unyare
zvino ndakongoramba ndakavatatisa ndikaona vakutobuda mumota mavo
👳🏿♂️sster moyo muti unomera paunoda ndakudai ini
👩🦱 ummm mukwasha hamuone kuti makuzvinyanya plus ini ndaita mwana wechikoro hamuone kuti iuniform here yandakapfeka ummm
Ndanga ndongotarisa tarisa pasi ndaona kuti haaa paita zvemurume apo
👳🏿♂️ mukuona chiii cc ini handina mukadzi ndoitwa bryce jus call me bee n u
👩🦱 but mkwasha mukundi seduce nematauriro enyu
👳🏿♂️thats nature munhu wese ane mafeelings saka zvichizonzi dananai
👩🦱hoo ini ndonzi April but jus call me appy
👳🏿♂️so mukuendepi ndonokusiyai
👩🦱ndukuenda kuUshewekunze ndokumba kwedu
👳🏿♂️regai ndinokudropper ungamirira macombie to late
👩🦱ummm msnje mari yetaxe ndoikwanisa here
👳🏿♂️haa handi ndini ndikuda kunokusiya
ndakabva ndapinda mumota akabva asimudza mota akuenda neni kumba akandikumbira number ndikamupa akati aida kuzotaura neni
Takusvika ndikati bee vana blaz vangu havadi kundiona nemukomana so ini nvdakusara kuno then ndikubata pafoni kana ndasvika so ndisiye pano
Haana kuramba akangoti ok i now mabbie akanaka semi kashoma kuita vana broo vanoda kuti muite zvemafac saka wosara boo
Ndichisvika kumba ndawana foni yangu yatobviswa pacharger ndokuitora ndakanaka muspare mangu ndokuchinja ndakapfeka bumshot ne crop top ndichibuda ndakananga kuno tsvaga chekudya ndichingoita foni on ndakaona txt kuapp yakanzi can we have a date this weekend ndakarohwa nehana ndikati aa manje ndobuda cy paden but yanga isiri nyaya FAST FORWARD.
Yakasvika weekend saturday kuseni ndokumukandichigadzirira kubuda semunhu anga akumbira kunamomz kuti ndikuda kuenda kulibrary coz paive pasara 2weeks kuti ndinyore ndskavati ndichadzoka sunday manheru ndonorara kanachido frnd yangu
Ndakaisa hembe mubag dzekuchinja kana ndabyda mulibry ndakuenda kudate 😛
10.30 am ndakanga ndatoneta nekuvenga ndakutoita zvefoni apo that day ndini ndaiveko chete saka ndaito bowekan so ndakazofona kuna bee ndikati ndirikulibrary huya unditore akati no problem ndipe 30mins ndenge ndasvika
👳🏿♂️hie beautiful ko nhasi wauya kuseni kulibray y
👩🦱kumba hakubuduke zvekumhanya so ndati ndikuenda kunoverenga then ndoita sleep over kufrnd yangu kumba ndodzoka sunday evening 👳🏿♂️ok saka toenda hedu ka ndanga ndakamirira zuva iri kubva patakasangana
👩🦱 yes why not let's go.
Takabva tapinda mutown kwakuenda kunotenga lunch then tikadarikira kuenda kumba kwana Bee
Tichisvika ndakambofunga kuti maybe tikuenda kulodge but kwaive kumba kwavo 🏡paive paka parker mota dzakawanda dzimwe kana nemazita handidzixive akandisiya ndiri mumota akati ndikudzoka
Hana yakatanga kubika manhanga kuti ko kuno kwanda uya kwandisongazive ndekupi
Pasina nguva akadzoka ndokuti muden mune sster yangu chete usamborohwa nehana feel free
👳🏿♂️ Sisi carol meet my future wife April
👱🏽♀️Hie muroora feel at home
👩🦱 Hie tete
👳🏿♂️ Carol go get your food mumota
👱🏽♀️Ok broo thank ko ndipei makey ndakumboenda kuoma Tasha hanzi arikurwara.........
Phone yapera moto 🤭🤭
Ngatisanganei muchikamu chinotevera...